Entertainment

It’s DJ Fantan’s Birthday – His mother & wife get cars from Wicknell Chivayo [see video]

It’s DJ Fantan’s Birthday – His mother & wife get cars from Wicknell Chivayo [see video] – Businessman Wicknell Chivayo has showed his generosity by surprising Fantan’s mom with a Toyota Aqua and a Benz C class for his wife (if applicable) on his birthday.

He was also deeply moved by Dj Fantan’s mom’s emotional reaction upon receiving the GLE.

ALSO READ: Cash Splash Continues: Chivayo Gifts Second Benz in Days, This Time to DJ Fantan

Taking to Facebook, he had the following to say;

“These are the sort of PRICELESS reactions that make me so happy and make my HEART melt…Zvimwe zvese ratove DRAMA… Iye Blaz wamunoti Fantan uyu Pane andiudza kuti nhasi ibirthday rake…Zvino ndomuitirei ko ??? Akazo roora here ??? The last time i heard he was divorced ??? Kana ainaye Mukadzi pamberi pa Mwari ini handione hangu paine chakaipa kuti Mukadzi wake aitewo ka Benz C class kaye keku ma 30 thousand uye na ivo Amai vake ava vaka muzvara vacho muzuva ranhasi ivo vane kodzero yeku parka ka AQUA mu yard mavo kekuno tengesa chingwa pa ma shops nekuendesa ku church ne shoko rimwe chete ravataura randino bvumirana naro rekuti MWARI VAKA NAKA…Ndiregerereiwo hama dzadiwa pane vaye vano venga chese chaka naka chandingaite saka dzimwe dze nguva ndinenge ndichida hangu kungo dira hangu ka METHYLATED SPIRIT mbichana pa chironda zvinyatso TAPIRA and chikurumidze kupora…NO DISRESPECT TO ANYONE I was just thinking aloud…Zvisinei ndinoti MAKOROKOTO MAKURU kwamuri Amai va Fantan ne Mudzimai wa Fantan… Ndapota mhanyai munoona Madzibaba Chipaga pa Enterprise Car Sales mutore mota dzenyu mamirirwa…HAPPY BIRTHDAY DJ FANTAN…EDHUCHI… Edworks…Edelivers…2030 anenge aripo…🐊🦁🥂🎉🎈🎊🎉🎈🐝🐝”

Watch video below:

-Afrogazette-

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Related Articles

Back to top button